Kwayedza

Bhora mutambo

-

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo wePremier League uripo pakati peHerental­s FC neHighland­ers nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium pamwe neweDynamo­s FC neShabanie Mine FC kuRufaro Stadium ichapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe dzemhindur­o dzakatumir­wa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo wePremier League waiveko Mugovera wadarika pakati peChicken Inn FC neDynamos FC kuBarbourf­ields.

Samanyanga, Greenvalle­y - Chicken Inn 4 DeMbare 0.

Baba Cleopatra Mupariwa, Epworth - Chicken FC 1 Dynamos 2.

0778 309 095 - Chicken Inn 1 Dynamos 1.

F. Machisa Kasuwo, Mbire - Chicken Inn FC 1 Dynamos 2.

Adza kuRuwa - DeMbare 2 Huku Mukati (Chicken Inn) 1.

Lucky, Mtapa 2, Gweru DeMbare 2 Chicken Inn 1.

Wellington Tayengwa, St Hughes, Seke - Dembare 2 Chicken Inn 0.

Buju, Chitamba Farm paGan’a - Dynamos 2 Chicken Inn 1.

Petros M - Chicken Inn 2 DeMbare 1 ndomumirir­o wazvichang­e zvakaita.

Shingarai Sabawo - Chicken Inn 1 Dynamos 2.

Ngezha kuDombosha­va - Chicken Inn 2 DeMbare 1.

Jonga kuConcessi­on - Dynamos 2 Chicken Inn 0.

Shadreck Chigara, Beitbridge - Chicken Inn 1 Dynamos 2.

Symbojenam­i - Kahuku (Chicken Inn) 0 DeMbare 2.

0712 261 321 - Dynamos 1 Chicken Inn 0.

NdiTobhaya paArcadia DeMbare 4 Chicken Inn 0.

Fredy Mushanga, Norton - Dynamos 2 Chicken Inn 1.

Vincent Nzvenge, Chitora Shurugwi - DeMbare 2 Chicken 1.

Mudhara Gonyeti, Emarald West, Headlands - Chicken Inn 0 Dynamos 2.

Edmore Ali, Harare - Dynamos 1 Chicken Inn 1.

Mike Masungo - Chicken Inn FC 2 Dynamos FC 1.

Zlatan, Budaz - Chicken Inn 1 DeMbare 2.

Phil M - Chicken Inn 1 Dynamos FC 1.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe